Munezva Bus Charges R700 To Carry Cooking Oil Box

cooking oil
Dear Simba

Unokwanisa kumbotaura nevanhu vekwamunhenzva here. Bus ravo from Capetown is very expensive and havana scale vanodhurisa kutakura zvinhu.

Unotenga box remafuta 300 rands wonzi kutakura 700 zvinemusoro here?

Pin It

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *